April 9-15
MATEU 27-28
Rwiyo 69 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Endai Munoita Kuti Vave Vadzidzi—Chikonzero Nei, Kupi, Uye Sei?”: (10 min.)
Mt 28:18—Jesu ane simba rakakura (w04 7/1 8 ¶4)
Mt 28:19—Jesu akarayira kuti vanhu vemarudzi ese vaparidzirwe nekudzidziswa (“muite kuti vanhu vave vadzidzi,” “vanhu vemarudzi ose” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 28:19 nwtsty)
Mt 28:20—Tinofanira kubatsira vanhu kuti vazive zvakadzidziswa naJesu uye vazvishandise (“muchivadzidzisa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 28:20 nwtsty))
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Mt 27:51—Kubvaruka kwakaita keteni nepakati kwairatidzei? (“keteni,” “nzvimbo tsvene” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 27:51 nwtsty)
Mt 28:7—Ngirozi yaJehovha yakaremekedza sei vakadzi vakauya kuguva raJesu? (“munoudza vadzidzi vake kuti iye akamutswa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 28:7 nwtsty)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 27:38-54
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho, mokurukura zvirimo.
Hurukuro: (6 min. zvichidzika) g17.2 14—Musoro: Jesu Akafira Pamuchinjikwa Here?
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Kuparidza Uye Kudzidzisa—Zvinokosha Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi”: (15 min.) Kukurukurirana. Pamunenge muchikurukura nyaya iyi, ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Ramba Uchiparidza ‘Usingaregi’—Zvisina Kurongwa Uye Paimba Neimba uye yakanzi Ramba Uchiparidza ‘Usingaregi’—Munzvimbo Dzinowanika Vanhu Vakawanda Uye Kuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 16
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 73 Nemunyengetero