Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Jesu aiva ani?

Rugwaro: Mt 16:16

Pekuzotangira: Jesu akafirei?

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Jesu akafirei?

Rugwaro: Mt 20:28

Pekuzotangira: Tingaratidza sei kuti tinotenda kufirwa kwatakaitwa naJesu?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Tingaratidza sei kuti tinotenda kufirwa kwatakaitwa naJesu?

Rugwaro: Joh 17:3

Pekuzotangira: Chii chinoitwa pamisangano yeZvapupu zvaJehovha?

MUSHANDIRAPAMWE WEKUKOKA VANHU KUCHIRANGARIDZO (23 March–19 April):

Tiri kukukokaiwo kumusangano unokosha. Pepa renyuwo iri. Musi weChishanu 19 April, mamiriyoni evanhu pasi rese achaungana kuzoyeuka kufa kwaJesu. Pepa iri rinoratidza nguva nenzvimbo zvichaitirwa musangano wacho. Tinokukokaiwo kuzonzwa hurukuro inoti “Ita Zvese Zvaunogona, Uwane Upenyu Chaihwo!”

Pekuzotangira Kana Aratidza Kufarira: Jesu akafirei?