April 22-28
1 VAKORINDE 14-16
Rwiyo 22 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Mwari Achava ‘Zvinhu Zvese Kuvanhu Vese’”: (10 min.)
1VaK 15:24, 25—Umambo hwaMesiya huchaparadza vavengi vese vaMwari (w98 7/1 21 ¶10)
1VaK 15:26—Rufu ruchabviswa (kr 237 ¶21)
1VaK 15:27, 28—Kristu achadzorera Umambo kuna Jehovha (w12 9/15 12 ¶17)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
1VaK 14:34, 35—Muapostora Pauro akarambidza vakadzi kutaura here? (w12 9/1 9, bhokisi)
1VaK 15:53—Mashoko ekuti kusafa uye kusaora anorevei? (it-1-E 1197-1198)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 1VaK 14:20-40 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 3)
Paunodzokera Kekutanga: (5 min. zvichidzika) Tanga nekushandisa mharidzo yekuenzanisira wobva waita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 9)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (15 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 63
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 103 Nemunyengetero