April 29–May 5
2 VAKORINDE 1-3
Rwiyo 44 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha—‘Mwari Wekunyaradza Kwese’”: (10 min.)
[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra2 VaKorinde.]
2VaK 1:3—Jehovha ‘ndiBaba vengoni huru’ (w17.07 13 ¶4)
2VaK 1:4—Kunyaradzwa kwatinoitwa naJehovha kunoita kuti tinyaradze vamwe (w17.07 15 ¶14)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
2VaK 1:22—Chii chinonzi “chekufanobata” chinopiwa muKristu akazodzwa, uye “chisimbiso” chaanoiswa naMwari? (w16.04 32)
2VaK 2:14-16—Muapostora Pauro angadaro airevei paakataura ‘nezvekufamba mumudungwe sevanhu vakunda’? (w10 8/1 23)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 2VaK 3:1-18 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) bhs 52-53 ¶3-4 (th chidzidzo 8)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Dzidziswa naJehovha”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Makomborero Atakawana Nekudzidziswa Kwatakaitwa naJehovha.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 64
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 130 Nemunyengetero