Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

April 8-14

1 VAKORINDE 10-13

April 8-14
  • Rwiyo 30 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jehovha Akatendeka”: (10 min.)

    • 1VaK 10:13​—Jehovha haasarudzi kuti miedzo ipi yatichasangana nayo (w17.02 29-30)

    • 1VaK 10:13​—Miedzo yatinosangana nayo haisi mitsva

    • 1VaK 10:13​—Jehovha achatibatsira kuti titsungirire miedzo kana tikavimba naye

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 1VaK 10:8​—Nei vhesi iyi ichiti vaIsraeri 23 000 vakafa pazuva rimwe chete nekuti vakaita upombwe, asi Numeri 25:9 ichiti vaiva 24 000? (w04 4/1 29)

    • 1VaK 11:5, 6, 10​—Hanzvadzi inofanira kufukidza musoro here kana ichiitisa chidzidzo cheBhaibheri paine muparidzi wechirume? (w15 2/15 30)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 1VaK 10:1-17 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 25

  • “Nhengo Dzemuviri Dzinoita Sedzisina Simba . . . Dzinodiwa” (1VaK 12:22): (10 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo.

  • Zvii Zvauchaita Pakugadzirira Chirangaridzo?”: (5 min.) Hurukuro. Kurudzirai vese kuti mumwaka weChirangaridzo vanyatsofunga zvinorehwa nechiitiko ichi uye vawedzere kukoshesa rudo rwatakaratidzwa naJehovha naJesu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 62

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 31 Nemunyengetero