PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU April 2020

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo dzinotaura nezvekuti Mwari akasikirei vanhu, uye kuti achazadzisa sei chinangwa chake.

April 6-12

Uchaitei kuti ugadzirire Chirangaridzo Cherufu rwaKristu?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jakobho naRabhani Vanoita Sungano Yerugare

Ungaitei kuti urambe uine rugare nevamwe kana kuti uite kuti pavezve nerugare?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Uri Kuita Mutsimba Kuti Uwane Chikomborero Here?

Une chido chekushanda zvakadii kuti uwane chikomborero chaMwari?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Chii Chandinonyanya Kukoshesa?

Basa raunosarudza rinoratidza kuti unonyanya kukoshesa chii?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Kushamwaridzana Nevanhu Vakaipa Kwakazokonzera Matambudziko

Ungaziva sei kana munhu ari shamwari yakanaka kana kuti yakaipa?

KURARAMA KWECHIKRISTU

“Rasa Vanamwari Venhema”

Ungaitei kuti ufadze Jehovha wodzivisa kukanganiswa nemadhimoni?