Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

April 6-12

Chipiri 7 April 2020—Chirangaridzo Cherufu rwaKristu

April 6-12

Gore negore panguva yeChirangaridzo, vaKristu vakawanda vanofunga nezverudo rukuru rwavakaratidzwa naJehovha Mwari neMwanakomana wake, Jesu Kristu. (Joh 3:16; 15:13) Unogona kushandisa chati iyi kuti uone mavhesi ari muEvhangeri anoratidza zvakaitwa naJesu muJerusarema asati afa. Zvaakaita zvinotsanangurwa muchikamu 6 chebhuku rinonzi Jesu​—Nzira Nechokwadi Neupenyu. Rudo rwakaratidzwa naMwari uye naKristu runoita kuti unzwe uchida kuitei?​—2VaK 5:14, 15; 1Jo 4:16, 19.

USHUMIRI HWAJESU HWEKUPEDZISIRA ARI MUJERUSAREMA

Nguva

Nzvimbo

Zvakaitika

Mateu

Mako

Ruka

Johani

33, Nisani 8 (April 1-2, 2020)

Bhetani

Jesu anosvika pasara mazuva 6 kuti Paseka iitwe

 

 

 

11:55–12:1

Nisani 9 (April 2-3, 2020)

Bhetani

Mariya anomudira mafuta mumusoro nemutsoka

26:6-13

14:3-9

 

12:2-11

Bhetani-Bhetifage-Jerusarema

Anopinda muJerusarema achipembererwa, akatasva dhongi

21:1-11, 14-17

11:1-11

19:29-44

12:12-19

Nisani 10 (April 3-4, 2020)

Bhetani-Jerusarema

Anotuka muonde; anochenesazve temberi

21:18, 19; 21:12, 13

11:12-17

19:45, 46

 

Jerusarema

Vatungamiriri vevapristi nevanyori vanoronga kuuraya Jesu

 

11:18, 19

19:47, 48

 

Jehovha anotaura; Jesu anotaura nezvekufa kwake; kusatenda kwevaJudha kunozadzisa uprofita hwaIsaya

 

 

 

12:20-50

Nisan 11 (April 4-5, 2020)

Bhetani-Jerusarema

Chidzidzo chinowanikwa pamuonde wakaoma

21:19-22

11:20-25

 

 

Jerusarema, temberi

Anobvunzwa kwaakawana mvumo yekuita zvaanoita; mufananidzo wevanakomana vaviri

21:23-32

11:27-33

20:1-8

 

Mifananidzo: varimi vanoponda, mabiko emuchato

21:33–22:14

12:1-12

20:9-19

 

Anopindura mibvunzo nezvaMwari uye Kesari, rumuko, murayiro mukuru

22:15-40

12:13-34

20:20-40

 

Anobvunza kana Kristu ari mwanakomana waDhavhidhi

22:41-46

12:35-37

20:41-44

 

Vane nhamo vanyori nevaFarisi

23:1-39

12:38-40

20:45-47

 

Anocherechedza mupiro wechirikadzi

 

12:41-44

21:1-4

 

Gomo reMiorivhi

Anotaura nezvechiratidzo chekuvapo kwake

24:1-51

13:1-37

21:5-38

 

Mifananidzo: mhandara gumi, matarenda, makwai nembudzi

25:1-46

 

 

 

Nisani 12 (April 5-6, 2020)

Jerusarema

Vatungamiriri vechiJudha vanoronga kumuuraya

26:1-5

14:1, 2

22:1, 2

 

Judhasi anoronga kumutengesa

26:14-16

14:10, 11

22:3-6

 

Nisani 13 (April 6-7, 2020)

Pedyo uye muJerusarema

Anogadzirira Paseka yekupedzisira

26:17-19

14:12-16

22:7-13

 

Nisani 14 (April 7-8, 2020)

Jerusarema

Anodya Paseka nevaapostora

26:20, 21

14:17, 18

22:14-18

 

Anogeza tsoka dzevaapostora

 

 

 

13:1-20

Jesu anoratidza kuti Judhasi mutengesi uye anomuti abude mavaiva

26:21-25

14:18-21

22:21-23

13:21-30

Anotanga Kudya kwaShe Kwemanheru (1VaK 11:23-25)

26:26-29

14:22-25

22:19, 20, 24-30

 

Anotaura kuti Petro aizomuramba uye kuti vaapostora vaizopararira

26:31-35

14:27-31

22:31-38

13:31-38

Anovimbisa kuti vachapiwa mubatsiri; mufananidzo wemuzambiringa wechokwadi; anopa murayiro wekudanana; anonyengetera kekupedzisira nevaapostora

 

 

 

14:1–17:26

Getsemane

Anotambudzika zvikuru; Kutengeswa uye kusungwa kwaJesu

26:30, 36-56

14:26, 32-52

22:39-53

18:1-12

Jerusarema

Anobvunzurudzwa naAnasi; anotongwa naKayafasi, Sanihedrini; Petro anomuramba

26:57–27:1

14:53–15:1

22:54-71

18:13-27

Judhasi mutengesi anozvisungirira (Mab 1:18, 19)

27:3-10

 

 

 

Pamberi paPirato, ozoenda kuna Herodhi, odzoswa kuna Pirato

27:2, 11-14

15:1-5

23:1-12

18:28-38

Pirato anoedza kumusunungura asi vaJudha vanoda Bharabhasi; anotongerwa rufu padanda rekutambudzirwa

27:15-30

15:6-19

23:13-25

18:39–19:16

(c. 3:00 masikati)

Gorogota

Anofira padanda rekutambudzirwa

27:31-56

15:20-41

23:26-49

19:16-30

Jerusarema

Chitunha chake chinobviswa padanda choiswa muguva

27:57-61

15:42-47

23:50-56

19:31-42

Nisani 15 (April 8-9, 2020)

Jerusarema

VaPristi nevaFarisi vanoita kuti guva richengetedzwe ronamwa

27:62-66

 

 

 

Nisani 16 (April 9-10, 2020)

Jerusarema nenzvimbo dziri pedyo; Emausi

Jesu anomutswa; anozviratidza kashanu kuvadzidzi

28:1-15

16:1-8

24:1-49

20:1-25

After Nisani 16

Jerusarema; Garireya

Anozviratidzazve kakawanda kuvadzidzi (1VaK 15:5-7; Mab 1:3-8); anovapa basa rekuita kuti vanhu vave vadzidzi

28:16-20

 

 

20:26–21:25