Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Mwari akasikirei vanhu?

Rugwaro: Ge 1:28

Pekuzotangira: Tinoziva sei kuti Mwari achazadzisa chinangwa chake?

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Tinoziva sei kuti Mwari achazadzisa chinangwa chake?

Rugwaro: Isa 55:11

Pekuzotangira: Upenyu huchange hwakaita sei Mwari paachazadzisa zvaakavimbisa?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Upenyu huchange hwakaita sei Mwari paachazadzisa zvaakavimbisa?

Rugwaro: Pis 37:10, 11

Pekuzotangira: Tinofanira kuitei kuti tizowana makomborero anovimbiswa naMwari?

MUSHANDIRAPAMWE WEKUKOKA VANHU KUCHIRANGARIDZO (14 March–7 April):

“Tauya kuzokukokai kumusangano unokosha uchapindwa nemamiriyoni evanhu. Musangano uyu ndewekuyeuka kufa kwaJesu.” Ipa munhu wacho pepa rekumukoka. “Pepa iri rinoratidza nguva nenzvimbo zvichaitirwa musangano wacho. Tinokukokaiwo kuzonzwa hurukuro inokosha.”

Pekuzotangira Kana Munhu Wacho Aratidza Kufarira: Nei Jesu akafa?