PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU August 2016
Mharidzo Dzekuenzanisira
Mazano ekushandisa pakupa vanhu Mukai! uye bhurocha raTeerera Mwari Urarame Nekusingaperi. Shandisa mienzaniso iyi pakugadzira mharidzo dzako.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Ramba Uri Munzvimbo Yakavanda yoWokumusorosoro
Chii chinonzi “nzvimbo yakavanda” yaJehovha, uye inotidzivirira sei? (Pisarema 91)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri —Kubatsira Vatinodzidza Navo Bhaibheri Kuti Vazvitsaurire Uye Vabhabhatidzwe
Nei matanho aya achikosha? Ungabatsira sei vadzidzi vako kuti vaite izvi?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Kuramba Wakasimba Pakunamata Paunenge Wakwegura
Mavhesi emuPisarema 92 anoratidza kuti vakarurama vanogona kuita zvibereko pakunamata.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jehovha Anoyeuka Kuti Tiri Guruva
MuPisarema 103, Dhavhidhi anoshandisa fananidzo kuti aratidze kukura kwetsitsi dzaMwari.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ongai Jehovha”
Mavhesi ari muPisarema 106 anogona kukubatsira kuramba uchitenda Jehovha.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ndicharipa Jehovha Nechii?”
Zvii zvakaitwa nemunyori wepisarema zvinoratidza kuti aida chaizvo kuonga Jehovha? (Pisarema 116)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Dzidzisa Chokwadi
Udza vanhu chokwadi chiri nyore cheBhaibheri uchishandisa mharidzo idzi itsva.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Mushandirapamwe Wekupa Vanhu Nharireyomurindi Muna September
Nharireyomurindi inenge ichitaura nezvekunyaradzwa kwatinoitwa naMwari