Mharidzo Dzekuenzanisira
MUKAI!
Mubvunzo: Munofunga kuti zvinobatsira here kuti munhu asiye tutsika twakashata otanga kuita zvakanaka?
Rugwaro: Mup 7:8a
Zvekutaura: Nyaya idzi dzine mazano emuBhaibheri anoratidza kuti munhu angasiya sei tutsika twakashata.
MUKAI!
TEERERA MWARI URARAME NOKUSINGAPERI
Mubvunzo: Tose tine mazita; vangava vanhu vemumba medu kana kuti shamwari. Ko Mwari ane zita here? Anonzi ani?
Rugwaro: Pis 83:18
Zvekutaura: Bhuku iri rinotsanangura zvimwe zvakawanda zvinodzidziswa neBhaibheri nezvaMwari. [Muratidze peji 6 ne7.]
NYORAWO MHARIDZO YAKO
Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.