August 22- 28
MAPISAREMA 106-109
Rwiyo 2 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ongai Jehovha”: (10 min.)
Pis 106:1-3
—Tinofanira kuonga Jehovha (w15 1/15 8 ¶1; w02 6/1 18 ¶19) Pis 106:7-14, 19-25, 35-39
—VaIsraeri vakakanganwa zvavakaitirwa naJehovha vachibva varega kumunamata (w15 1/15 8-9 ¶2-3; w01 6/15 13 ¶1-3) Pis 106:4, 5, 48
—Tine zvakawanda zvokutenda Jehovha (w11 10/15 5 ¶7; w03 12/1 15-16 ¶3-6)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Pis 109:8
—Mwari akanga akatoronga here kuti Judhasi ndiye aizotengesa Jesu kuti uprofita huzadzike? (w00 12/15 24 ¶20; it-1-E 857-858) Pis 109:31
—Mashoko okuti Jehovha “achamira kuruoko rworudyi rwomurombo” anorevei? (w06 9/1 14 ¶8) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 106:1-22
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) ll 6
—Siya pekuzotangira kuitira paunozodzokera. Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) ll 7
—Siya pekuzotangira. Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 178-179 ¶14-16
—Batsira waunodzidza naye kuona kuti angashandisa sei zvaadzidza.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 94
Jehovha Achatarisira Zvatinoda (Pis 107:9): (15 min.) Kukurukurirana. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi Jehovha Achatarisira Zvatinoda. (Endai patv.pr418.com, motarisa pakanzi MAVHIDHIYO EKUONA PANGUVA YAUNODA > MHURI.) Kumbirai vateereri kuti vataure zvavadzidza.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 22 ¶14-24 uye kudzokorora chitsauko chacho
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 149 Nemunyengetero