Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

August 29–September 4

MAPISAREMA 110-118

August 29–September 4
  • Rwiyo 61 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) ll 16—Siya pekuzotangira kuitira paunozodzokera.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) ll 17—Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 179-181 ¶17-19—Batsira waunodzidza naye kuona kuti angashandisa sei zvaadzidza.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 82

  • Dzidzisa Chokwadi”: (7 min.) Kukurukurirana.

  • Mushandirapamwe Wekupa Vanhu Nharireyomurindi muna September”: (8 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yekutanga yemharidzo yekuenzanisira yaSeptember, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Itai kuti vateereri vade kushanda nesimba pamushandirapamwe uyu uye vakurudzirei kuita upiyona hwebetsero.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 23 ¶1-14

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 144 Nemunyengetero

    Chiyeuchidzo: Ridzai rwiyo urwu rwose kamwe chete, uye ungano yozoimba pamunoruridza kechipiri.