“Ndicharipa Jehovha Nechii?”
Munyori wepisarema aida kuonga Jehovha nekuti akamuponesa ‘patambo dzorufu.’ (Pis 116:3) Kuonga kwacho aizokuratidza nekuzadzisa zvose zvaakanga avimbisa Jehovha uye nekumuteerera.
Ndezvipi zvandakaitirwa naJehovha vhiki rino zvandinoda kumutenda?
Ndingaratidza sei kuti ndinotenda Jehovha?