August 8- 14
MAPISAREMA 92-101
Rwiyo 28 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Kuramba Wakasimba Pakunamata Paunenge Wakwegura”: (10 min.)
Pis 92:12
—Vakarurama vanoita zvibereko pakunamata (w07 9/15 32; w06 7/15 13 ¶2) Pis 92:13, 14
—Vakwegura vanogona kuramba vakasimba pakunamata pasinei neutano hunenge husisina kutsarukana (w14 1/15 26 ¶17; w04 5/15 12 ¶9-10) Pis 92:15
—Vakwegura vanogona kushandisa ruzivo rwavo pakukurudzira vamwe (w04 5/15 12-14 ¶13-18)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Pis 99:6, 7
—Chii chatinodzidza pana Mosesi, Aroni naSamueri? (w15 7/15 8 ¶5) Pis 101:2
—Zvinorevei ‘kufamba mumba medu nemwoyo wakarurama’? (w05 11/1 24 ¶14) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 95:1–96:13
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg16.4
—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera. Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg16.4—Siya pekuzotangira.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 161-162 ¶18-19
—Batsira waunodzidza naye kuona kuti angashandisa sei zvaadzidza.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 90
Imi Vakwegura
—Mune Basa Rinokosha (Pis 92:12-15): (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Imi Vakwegura —Mune Basa Rinokosha. (Endai patv.pr418.com, motarisa pakanzi MAVHIDHIYO EKUONA PANGUVA YAUNODA > BHAIBHERI.) Kana yapera, bvunzai vateereri zvavadzidza. Kurudzirai vakwegura kuti vapewo vechidiki ruzivo rwavainarwo. Kurudzirai vechiduku kuti vatsvage mazano kune vanhu vakura pavanenge vachida kuita zvisarudzo zvinokosha muupenyu. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 21 ¶13-22 uye kudzokorora chitsauko chacho
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 29 Nemunyengetero