Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAPISAREMA 92-101

Kuramba Wakasimba Pakunamata Paunenge Wakwegura

Kuramba Wakasimba Pakunamata Paunenge Wakwegura

92:12

Muti wemuchindwe unogona kurarama kwemakore anopfuura 100 uye uchiramba uchibereka michero

Vanhu vakwegura vanoita zvibereko pakunamata kana . . .

92:13-15

  • vachinyengeterera vamwe

  • vachidzidza Bhaibheri

  • vachipinda misangano uye vachipindurawo pamisangano yacho

  • vachipawo vamwe ruzivo rwavo

  • vachiparidza nemwoyo wose