Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

August 13-19

RUKA 19-20

August 13-19
  • Rwiyo 84 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Zvatinodzidza Kubva Pamufananidzo Wemamaina Gumi”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ru 19:43—Zvakataurwa naJesu zvakazadzika sei? (“vachakupoteredza norusvingo rwakavakwa nemapango akapinza” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 19:43 nwtsty)

    • Ru 20:38—Zvakataurwa naJesu zvinosimbisa sei tariro yedu yekuti vakafa vachamutswa? (“nokuti kwaari vose vapenyu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 20:38 nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 19:11-27

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w14 8/15 29-30—Musoro: Mashoko aJesu Ari Pana Ruka 20:34-36 Anotaura Nezvevachamutsirwa Panyika Here?

KURARAMA KWECHIKRISTU