Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | RUKA 19-20

Zvatinodzidza Kubva Pamufananidzo Wemamaina Gumi

Zvatinodzidza Kubva Pamufananidzo Wemamaina Gumi

19:12-24

Zvinhu zviri mumufananidzo uyu zvinomiririrei?

  1. Tenzi anomiririra Jesu

  2. Varanda vanomiririra vadzidzi vaJesu vakazodzwa

  3. Mari yakapiwa varanda inomiririra ropafadzo yakakura yekuita kuti vanhu vave vadzidzi

Mufananidzo uyu une yambiro yezvinogona kuitika kana vaKristu vakazodzwa vakatanga kuva nemafungiro seemuranda akaipa. Jesu anoda kuti vadzidzi vake vashandise zvese zvavainazvo pakuita kuti vanhu vakawanda vave vadzidzi.

Ndingatevedzera sei vaKristu vakazodzwa pabasa rekuita kuti vanhu vave vadzidzi?