August 20-26
RUKA 21-22
Rwiyo 27 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Kununurwa Kwenyu Kuri Kuswedera Pedyo”: (10 min.)
Ru 21:25—Pakutambudzika kukuru pachaitika zvinhu zvinoshamisa (kr 226 ¶9)
Ru 21:26—Vanhu vasingateereri Jehovha vachatya
Ru 21:27, 28—Kuuya kwaJesu kuchaita kuti vanhu vakatendeka vaponeswe (w16.01 10-11 ¶17; w15 7/15 17-18 ¶13)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Ru 21:33—Mashoko aJesu ari muvhesi iyi anorevei? (“Denga nenyika zvichapfuura,” “mashoko angu haazombopfuuri” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 21:33 nwtsty)
Ru 22:28-30—Jesu akaita sungano ipi, akaiita naani, uye chinangwa chayo ndechei? (w14 10/15 16-17 ¶15-16)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 22:35-53
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anombotanga achiramba.
Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anokuudza kuti akabatikana.
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (15 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 34
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 41 Nemunyengetero