August 27–September 2
RUKA 23-24
Rwiyo 130 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Regerera Vamwe”: (10 min.)
Ru 23:34—Jesu akaregerera masoja eRoma akamuroverera padanda (cl 297 ¶16)
Ru 23:43—Jesu akaregerera gororo (g-E 2/08 11 ¶5-6)
Ru 24:34—Jesu akaregerera Petro (cl 297-298 ¶17-18)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Ru 23:31—Zvii zvairehwa naJesu muvhesi iyi? (“muti uchiri munyoro, . . . kana waoma” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 23:31 nwtsty)
Ru 23:33—Chii chinoratidza kuti zvipikiri zvingangodaro zvaishandiswa pakuroverera munhu padanda? (“Chipikiri Pabhonzo Repachitsitsinho” mapikicha nemavhidhiyo Ru 23:33 nwtsty)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 23:1-16
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba bhuku riri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa rinoenderana naye.
Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda, uye mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 4 ¶3
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Jesu Akafirawo Hama Yako”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Wedzera Kuva Munhu Akanaka!
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 35 ¶1-11
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 82 Nemunyengetero