Hama nehanzvadzi dziri kushanda nesimba paBheteri rekuWallkill, kuNew York

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU August 2019

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo dzekuenzanisira dzinotaura kuti zvinovimbiswa neBhaibheri zvichaitika here.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Mwari Haana Kutipa Mweya Weumbwende”

Kana tichivimba naJehovha tinova neushingi patinosangana nematambudziko.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Shamwaridzana Nevanhu Vanoda Jehovha

Vanhu vatinoshamwaridzana navo vanogona kutikurudzira kuita zvinhu zvakanaka kana kutifurira kuita zvinhu zvakaipa.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Gadza Vakuru”

Vanotungamirira muungano yechiKristu vanogadzwa maererano nezvinotaurwa muMagwaro.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Vechidiki—‘Shingairirai Mabasa Akanaka’

Vechidiki vangazadzisa sei chinangwa chekushanda sapiyona webetsero kana kuti wenguva dzese?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ida Kururama Uvenge Kusateerera Mutemo

Tingaratidza sei kuti tinoda kururama uye kuti tinovenga kusateerera mutemo?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ita Zvese Zvaunogona Kuti Upinde Muzororo raMwari

Tingapinda sei muzororo raMwari, uye tingaitei kuti tirambe tirimo?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Haazokanganwi Mabasa Akanaka Atinoita

Zvii zvaunofanira kuita kuti ukwanise kushumira Jehovha paBheteri?