August 19-25
VAHEBHERU 1-3
Rwiyo 35 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ida Kururama Uvenge Kusateerera Mutemo”: (10 min.)
[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raVaHebheru.]
VaH 1:8—Jesu anotonga ‘netsvimbo yekururama’ (w14 2/15 5 ¶8)
VaH 1:9—Jesu anoda kururama uye anovenga kusateerera mutemo (w14 2/15 4-5 ¶7)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
VaH 1:3—Jesu akagara achingoratidza unhu hwaJehovha nenzira yakafanana here? (it-1-E 1185 ¶1)
VaH 1:10-12—Nemhaka yei muapostora Pauro akashandisa mashoko ari pana Pisarema 102:25-27 achireva Jesu Kristu? (it-1-E 1063 ¶7)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaH 1:1-14 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 4)
Paunodzokera Kekutanga: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe pepa rekumukoka kumisangano, wobva waita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 11)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (15 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 80
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 101 Nemunyengetero