August 5-11
2 TIMOTI 1-4
Rwiyo 150 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Mwari Haana Kutipa Mweya Weumbwende”: (10 min.)
[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra2 Timoti.]
2Ti 1:7—Paunosangana nematambudziko ‘iva nepfungwa dzakanaka’ (w09 5/15 15 ¶9)
2Ti 1:8—Usanyara nemashoko akanaka (w03 3/1 9 ¶7)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
2Ti 2:3, 4—Tingaratidza sei kuti hatina kunyura “mumabasa ekutengeserana eupenyu”? (w17.07 10 ¶13)
2Ti 2:23—Tingaita sei kuti ‘tirambe nharo dzisina basa uye dzisina musoro’? (w14 7/15 14 ¶10)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 2Ti 1:1-18 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Mienzaniso Inodzidzisa, mobva makurukura navo chidzidzo 8 chebhurocha raKudzidzisa.
Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w14 7/15 13 ¶3-7—Musoro: Vanhu vaJehovha Vanoramba Sei “Zvinhu Zvisina Kururama”? (th chidzidzo 7)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Shamwaridzana Nevanhu Vanoda Jehovha”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Dzidza Kuramba Ushamwari Hwakaipa.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 78
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 126 Nemunyengetero