December 19-25
ISAYA 11-16
Rwiyo 143 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Nyika Yose Ichange Yava Kuziva Jehovha”: (10 min.)
Isa 11:3-5—Panyika pachava nekururama nekusingaperi (ip-1 160-161 ¶9-11)
Isa 11:6-8—Vanhu nemhuka zvichange zvava kugarisana (w12 9/15 9-10 ¶8-9)
Isa 11:9—Vanhu vose vachadzidza zvinodiwa naJehovha (w16.06 8 ¶9; w13 6/1 7)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Isa 11:1, 10—Sei zvichinzi Jesu Kristu ndiye “mudzi waJese” uyezve davi rinobuda “pachigutsa chaJese”? (w06 12/1 9 ¶6)
Isa 13:17—Sei zvichinzi vaMedhiya vakanga vasina basa nesirivha uye vasingafariri ndarama? (w06 12/1 10 ¶10)
Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 13:17–14:8
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 24
“Kudzidziswa naMwari Kunoita Kuti Tisava Nerusaruro”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Johny naGideon: Vaimbovengana Asi Vava Kuwirirana.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 5 ¶18-25, uye bhokisi rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 151 Nemunyengetero
Chiyeuchidzo: Tapota ridzai rwiyo urwu rwutsva rwose kamwe chete, mozoita kuti ungano iimbe pamunorwuridza kechipiri.