December 26–January 1
ISAYA 17-23
Rwiyo 123 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ukashandisa Simba Zvisizvo, Unotorerwa Basa Rako”: (10 min.)
Isa 22:15, 16—Shebna akashandisa chinzvimbo chake kuti aite zvakamunakira (ip-1 238 ¶16-17)
Isa 22:17-22—Jehovha akabvisa Shebna achibva amutsiva naEriyakimu (ip-1 238-239 ¶17-18)
Isa 22:23-25—Tinodzidza zvakawanda kubva pane zvakaitika kuna Shebna (w07 1/15 8 ¶6; ip-1 240-241 ¶19-20)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Isa 21:1—Inzvimbo ipi yainzi “renje regungwa,” uye nei yakapiwa zita iroro? (w06 12/1 11 ¶3)
Isa 23:17, 18—Sei zvichinzi upfumi hweTire hwakazova chinhu “chitsvene kuna Jehovha”? (ip-1 253-254 ¶22-24)
Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 17:1-14
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) bh—Shandisa vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? pakusuma bhuku racho. (Asi usabva wamuratidza vhidhiyo yacho.)
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) bh—Tanga kudzidza Bhaibheri nemunhu pasuo uye siya pekuzotangira paunodzoka.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 151 ¶10-11—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 44
‘Ucharamba Wakarinda’ Here?: (8 min.) Hurukuro ichapiwa nemukuru kubva muNharireyomurindi yaMarch 15, 2015 peji 12-16. Kurudzirai vose kuti varambe vakarinda sezvakaitwa nemurindi akataurwa naIsaya uye mhandara shanu dzakataurwa naJesu.—Isa 21:8; Mt 25:1-13.
Zviri Kuitwa Nesangano: (7 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yaDecember yeZviri Kuitwa Nesangano.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 6 ¶1-7 uye “Chikamu 2
—Kuparidza Umambo— Kuparidza Mashoko Akanaka Munyika Yose” Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 141 Nemunyengetero