Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 17-23

Ukashandisa Simba Zvisizvo, Unotorerwa Basa Rako

Ukashandisa Simba Zvisizvo, Unotorerwa Basa Rako

Shebna aiva mutariri ‘aitarisira imba,’ uye imba yacho inogona kunge yaiva yaMambo Hezekiya. Ndiye aiva mutevedzeri wamambo uye aivimbwa naye chaizvo.

22:15, 16

  • Shebna aifanira kuona kuti vanhu vaJehovha vakagara zvakanaka here

  • Akazvitsvakira mbiri

22:20-22

  • Jehovha akabvisa Shebna achibva amutsiva naEriyakimu

  • Eriyakimu akapiwa “kiyi yeimba yaDhavhidhi,” iyo yaimiririra simba

Imbofunga izvi: Shebna aigona kunge akashandisa sei chinzvimbo chake kuti abatsire vamwe?