December 5-11
ISAYA 1-5
Rwiyo 107 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ngatikwirei Kugomo raJehovha”: (10 min.)
[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raIsaya.]
Isa 2:2, 3—“Gomo reimba yaJehovha” rinoreva kunamata kwakachena (ip-1 38-42 ¶6-11; 45 ¶20-21)
Isa 2:4—Vashumiri vaJehovha havachadzidzi kurwa (ip-1 46-47 ¶24-25)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Isa 1:8, 9—Zvairevei kuti mwanasikana weZiyoni ‘aizosiyiwa sedumba riri mumunda wemizambiringa’? (w06 12/1 8 ¶5)
Isa 1:18—Jehovha paanoti: ‘Ngatiruramisei zvinhu,’ anenge achirevei? (w06 12/1 9 ¶1; it-2-E 761 ¶3)
Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 5:1-13
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana kubva pane “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri mavhidhiyo emharidzo dzekuenzanisira, mokurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kuti vanyore mharidzo dzavo pachavo.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvomuungano Yenyu: (7 min.) Kana muchida, munogona kukurukura nevateereri zvidzidzo zviri muBhuku Regore. (yb16 32 ¶3–34 ¶1)
“Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Shandisa Bhuku ra‘Rudo rwaMwari’ Kuti Usvike Pamwoyo”: (8 min.) Kukurukurirana. Kurudzirai vadzidzi vose vari pachikamu chakanzi Chidzidzo cheBhaibheri mwedzi uno kuti vashandise mazano ari mubhuku reChikoro Choushumiri papeji 261-262.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 5 ¶1-9
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 154 Nemunyengetero
Chiyeuchidzo: Tapota ridzai rwiyo urwu rwutsva rwose kamwe chete, mozoita kuti ungano iimbe pamunorwuridza kechipiri.