PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU December 2018
Mharidzo Dzekuenzanisira
Mharidzo dzekuenzanisira dzinotaura nezvekuti nei Mwari akatisika uye zvaari kutivimbisa.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Murume Aitambudza vaKristu Anova Muparidzi Anoshingaira
Kana uri kudzidza Bhaibheri asi usati wabhabhatidzwa, uchatevedzera Sauro here wokurumidza kushandisa zvauri kudzidza?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Bhanabhasi naPauro Vanoparidza Kunzvimbo Dziri Kure
Kunyange zvazvo vaipikiswa zvakasimba, Bhanabhasi naPauro vakashanda nesimba pakubatsira vanhu vaida kugamuchira chokwadi.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kubatsira Vane “Mafungiro Akanaka” Kuti Vave Vadzidzi
Tinoshanda sei pamwe chete naJehovha pakuita kuti vanhu vave vadzidzi?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Chisarudzo Chakabva muShoko raMwari
Tinodzidzei kubva pamagadzirisirwo akaitwa nyaya iyi?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Tevedzera Muapostora Pauro Pakuparidza Nekudzidzisa
Tingatevedzera sei muapostora Pauro muushumiri hwedu?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Zvichenjererei Imi Neboka Rose”
Vakuru vanodyisa makwai, vanoachengetedza uye vane hanya nawo, vachiziva kuti gwai rimwe nerimwe rakatengwa neropa rinokosha raKristu.