December 10-16
MABASA 12-14
Rwiyo 60 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Bhanabhasi naPauro Vanoparidza Kunzvimbo Dziri Kure”: (10 min.)
Mab 13:2, 3—Jehovha akasarudza Bhanabhasi naSauro kuti vaite basa rinokosha (bt 86 ¶4)
Mab 13:12, 48; 14:1—Vakabudirira pakushanda nesimba kwavakaita (bt 95 ¶5)
Mab 14:21, 22—Bhanabhasi naPauro vakasimbisa vadzidzi vatsva (w14 9/15 13 ¶4-5)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Mab 12:21-23—Tinodzidzei kubva pane zvakaitika kuna Herodhi? (w08 5/15 32 ¶7)
Mab 13:9—Nei Sauro ‘ainziwo Pauro’? (“Sauro, anonziwo Pauro” uye “Pauro” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mab 13:9, nwtsty)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mab 12:1-17
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Hurukuro: (6 min. zvichidzika) bt 78-79 ¶8-9—Musoro: Nyengeterera Hama Dzako Dzaunonamata Nadzo.
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kubatsira Vane ‘Mafungiro Akanaka’ Kuti Vave Vadzidzi”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Jehovha Mwari Achakubatsira.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 45
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 55 Nemunyengetero