Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MABASA 17-18

Tevedzera Muapostora Pauro Pakuparidza Nekudzidzisa

Tevedzera Muapostora Pauro Pakuparidza Nekudzidzisa

17:2, 3, 17, 22, 23

Tingatevedzera sei muapostora Pauro?

  • Tinogona kushandisa Magwaro kubatsira vanhu uye kutaura zvinoenderana nevanhu vatinenge tichikurukura navo

  • Tinogona kuparidza kunowanika vanhu uye panguva dzavanowanika

  • Tinogona kutsvaga zvatinobvumirana nevanhu