Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MABASA 19-20

“Zvichenjererei Imi Neboka Rose”

“Zvichenjererei Imi Neboka Rose”

20:28, 31, 35

Vakuru vanodyisa makwai, vanoachengetedza uye vane hanya nawo, vachiziva kuti gwai rimwe nerimwe rakatengwa neropa rinokosha raKristu. VaKristu vanoonga uye vanoda vakuru ava vanozvipira sezvaiita Pauro.