Mharidzo Dzekuenzanisira
●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA
Mubvunzo: Tingawana kupi mazano anotibatsira kuti tifare muupenyu?
Rugwaro: Pis 1:1, 2
Pekuzotangira: Kuda mari uye zvinhu kunogona sei kutishayisa mufaro?
○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA
Mubvunzo: Kuda mari uye zvinhu kunogona sei kutishayisa mufaro?
Rugwaro: 1Ti 6:9, 10
Pekuzotangira: Zvakanakirei kuva munhu anofara?
○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI
Mubvunzo: Zvakanakirei kuva munhu anofara?
Rugwaro: Zvi 17:22
Pekuzotangira: Mhuri ingaita sei kuti ifare kunyange iine zvinetso?