Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ZVAKAZARURWA 13-16

Usatya Zvikara Zvinotyisa

Usatya Zvikara Zvinotyisa

13:1, 2, 11, 15-17

Kuziva zvinomiririrwa nezvikara zvinotaurwa muna Zvakazarurwa chitsauko 13 kunotibatsira kuti tisazvitya kana kuti kuzvitsigira sezvinoitwa nevanhu vakawanda.

Tsvaga kuti chikara chimwe nechimwe chinomiririrei

CHIKARA

Dhiragoni.—Zva 13:1, mashoko emuzasi

Chikara chine nyanga gumi nemisoro minomwe.​—Zva 13:1, 2

Chikara chine nyanga mbiri dzakafanana nedzegwayana.​—Zva 13:11

Mufananidzo wechikara.​—Zva 13:15

 

 

 

 

ZVACHINOMIRIRIRA

  • Umambo hweBritain neAmerica

  • Sangano Renyika Dzakabatana (League of Nations) uye Sangano Remubatanidzwa Wenyika Dzepasi Rese rakazoritsiva

  • Satani Dhiyabhorosi

  • Hurumende dzese dzevanhu