Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ZVAKAZARURWA 7-9

Boka Guru Revanhu Vasingakwanisi Kuverengwa Nemunhu Rinokomborerwa naJehovha

Boka Guru Revanhu Vasingakwanisi Kuverengwa Nemunhu Rinokomborerwa naJehovha

7:9, 14-17

Nei Jehovha achikomborera boka guru revanhu?

  • ‘Vakamira pamberi pechigaro chaJehovha,’ vachinyatsotsigira uchangamire hwake

  • Vanopfeka “nguo refu chena,” zvichiratidza kuchena uye kururama kwavakaita pamberi paJehovha nekuti vanotenda muchibayiro chaKristu

  • Vanoita “basa dzvene siku nesikati,” vanoramba vachinamata Jehovha nemwoyo wese

Ndingaitei kuti ndive muboka guru revanhu?