Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ZVAKAZARURWA 20-22

“Inzwa! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvese Zvive Zvitsva”

“Inzwa! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvese Zvive Zvitsva”

21:1-5

Jehovha anovimbisa kuti achaita kuti zvinhu zvese zvive zvitsva.

  • “Denga idzva”: Hurumende itsva ichaita kuti panyika pave nezvinhu zvakanaka

  • “Nyika itsva”: Vanhu vanobvuma kutungamirirwa naMwari uye vanoteerera mitemo yake yakarurama

  • “Zvinhu zvese zvive zvitsva”: Marwadzo ese achabviswa uye tichagara tichifara zuva nezuva