December 9-15
ZVAKAZARURWA 10-12
Rwiyo 26 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“‘Zvapupu Zviviri’ Zvinourayiwa Zvozodzoswa Kuupenyu”: (10 min.)
Zva 11:3—‘Zvapupu zviviri’ zvinoprofita kwemazuva 1 260 (w14 11/15 30)
Zva 11:7—Zvinourayiwa ‘nechikara’
Zva 11:11—‘Zvapupu zviviri’ izvi zvinodzoswazve kuupenyu pashure “pemazuva matatu nehafu”
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Zva 10:9, 10—Mashoko akapiwa Johani ‘aivava’ uye ‘aitapira’ pakudii? (it-2-E 880-881)
Zva 12:1-5—Mavhesi aya akazadzika sei? (it-2-E 187 ¶7-9)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zva 10:1-11 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Paridza zvisina kurongwa uchishandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 3)
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 9)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Nyika ‘Yakamedza Rwizi’”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Hama dzekuKorea Dzinobudiswa Mujeri.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 94
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 47 Nemunyengetero