December 28, 2020–January 3, 2021
REVHITIKO 16-17
Rwiyo 41 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Zvatinodzidza paZuva Rekuyananisira”: (10 min.)
Re 16:12—Mupristi mukuru aimira pamberi paJehovha nenzira yekufananidzira (w19.11 21 ¶4)
Re 16:13—Mupristi mukuru aipisira rusenzi kuna Jehovha (w19.11 21 ¶5)
Re 16:14, 15—Mupristi mukuru aibva ayananisira zvivi zvevapristi nezvevanhu (w19.11 21 ¶6)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Re 16:10—Mbudzi yeAzazeri yaifananidzira chibayiro chaJesu pakudii? (w09 8/15 6 ¶17)
Re 17:10, 11—Nei tisingabvumi kuwedzerwa ropa? (w14 11/15 10 ¶10)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Re 16:1-17 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidza nevanhu Bhaibheri. (th chidzidzo 4)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) fg chidzidzo 1 ¶1-2 (th chidzidzo 14)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Unoda Kunyorera Kuti Upinde Chikoro Chevazivisi Vemashoko eUmambo Here?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Mamishinari Ari Mundima—Vashandi Vari Kukohwa.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) rr chits. 2 ¶19-27
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 50 Nemunyengetero