Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | REVHITIKO 16-17

Zvatinodzidza paZuva Rekuyananisira

Zvatinodzidza paZuva Rekuyananisira

16:12-15

Tinodzidzei pakushandiswa kwaiitwa rusenzi paZuva Rekuyananisira?

  • Minyengetero yevashumiri vaJehovha vakatendeka yakaita serusenzi. (Pis 141:2) Sezvo mupristi mukuru aienda nerusenzi pamberi paJehovha neruremekedzo rukuru, isu tinofanirawo kunyengetera kuna Jehovha neruremekedzo rukuru

  • Mupristi mukuru aifanira kutanga apisa rusenzi asati apa zvibayiro. Jesu asati apa upenyu hwake sechibayiro, akaramba akaperera uye akavimbika kuna Jehovha, izvo zvakaita kuti chibayiro chake chigamuchirwe

Zvii zvandingaita kuti zvibayiro zvangu zvigamuchirike kuna Jehovha?