December 7-13
REVHITIKO 10-11
Rwiyo 32 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Tinofanira Kuda Jehovha Kupfuura Vanhu Vemumhuri”: (10 min.)
Re 10:1, 2—Jehovha akauraya Nadhabhi naAbhihu nekuti vakabatidza moto usingabvumirwi (it-1-E 1174)
Re 10:4, 5—Mitumbi yavo yakabviswa mumusasa
Re 10:6, 7—Jehovha akarayira Aroni nevamwe vanakomana vake kuti vasachema Nadhabhi naAbhihu (w11 7/15 31 ¶16)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Re 10:8-11—Tinodzidzei pamavhesi aya? (w14 11/15 17 ¶18)
Re 11:8—VaKristu havafaniri kudya mhuka dzakarambidzwa neMutemo waMozisi here? (it-1-E 111 ¶5)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Re 10:1-15 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mozobvunza kuti: Tony akwanisa sei kuparidzira munhu anga achida kuramba? Ungakurukura sei nemunhu uchishandisa Pisarema 1:1, 2?
Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe pepa rekumukoka kumisangano, wobva waita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 20)
Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w11 2/15 12—Musoro: Chii Chakadzora Kutsamwa kwaMozisi Paakanga Agumbukira Eriyezari naItamari? (th chidzidzo 12)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Tinoratidza Rudo Nekutsigira Chirango Chinopiwa naJehovha”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Ramba Wakavimbika Nemwoyo Wese.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min. zvichidzika) rr chits. 1 ¶15-19, bhokisi 1B
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 15 Nemunyengetero