Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | REVHITIKO 10-11

Tinofanira Kuda Jehovha Kupfuura Vanhu Vemumhuri

Tinofanira Kuda Jehovha Kupfuura Vanhu Vemumhuri

10:1, 2, 4-7

Kuvimbika kwedu kuna Jehovha kunogona kuedzwa panodzingwa munhu watinoda. Zvakaudzwa Aroni naJehovha zvinobatsira vaya vanofanira kurega kuwadzana nemunhu weukama akadzingwa. Kuda kwatinoita Jehovha kunofanira kunge kwakasimba kupfuura kuda kwatinoita vanhu vemumhuri vasina kutendeka.

Makomborero api anogona kuwanikwa nevaya vanoteerera Jehovha panyaya ine chekuita nevanhu vakadzingwa?—1VaK 5:11; 2Jo 10, 11