Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

February 15-21

NEHEMIYA 9-11

February 15-21
  • Rwiyo 84 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Vashumiri Vakatendeka Vanotsigira Urongwa Hwekunamata”: (10 min.)

    • Ne 10:28-30—Vakabvumirana kuti vaisazoroorerana ‘nemarudzi enyika yacho’ (w98 10/15 21 ¶11)

    • Ne 10:32-39—Vakatsidza kuti vaizotsigira kunamata kwechokwadi nenzira dzakasiyana-siyana (w98 10/15 21 ¶11-12)

    • Ne 11:1, 2—Vakabvuma nemwoyo wose kutsigira urongwa hwekunamata (w06 2/1 11 ¶6; w98 10/15 22 ¶13)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ne 9:19-21—Jehovha akaratidza sei kuti anopa vanhu vake zvavanenge vachida? (w13 9/15 9 ¶9-10)

    • Ne 9:6-38—Ndezvipi zvakanaka zvatinodzidza pane zvakaitwa nevaRevhi pakunyengetera? (w13 10/15 22-23 ¶6-7)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Ne 11:15-36 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 19

  • Uhwu Ndihwo Upenyu”: (15 min.) Kukurukurirana. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo iri pajw.org. Kana yapera, kurukurai mibvunzo yacho. Itai kuti muparidzi mumwe chete auye kuchikuva. Angava ari munhu akaroora kana kuroorwa, kana kuti asina, asi akaita zvakawanda mubasa raJehovha kwemakore akati kuti. (1VaK 7:35) Makomborero api aakawana?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 9 ¶1-13 (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 76 Nemunyengetero