Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

February 22-28

NEHEMIYA 12-13

February 22-28
  • Rwiyo 106 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Ipa munhu pepa rekumukoka kuChirangaridzo asi munhu wacho achiratidza kuti haasi kunyatsofarira.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min. zvichidzika) Ipa munhu pepa rekumukoka kuChirangaridzo. Munhu wacho anoratidza kunyatsofarira wobva wamupawo Nharireyomurindi. Siya pekutangira kuitira paunozodzokera.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) Tsanangurira munhu waunodzidza naye Bhaibheri nezveChirangaridzo, uchishandisa bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei?, peji 206-208. Udza mudzidzi zvaunogonawo kuita kuti umubatsire kuti akwanise kuuya.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 5

  • Koka Munhu Wese Wemundima Yenyu kuChirangaridzo!”: (15 min.) Kukurukurirana. Tsanangurai kuti ungano ichashanda sei ndima yenyu kuti iipedze. Pamunenge muchikurukura chikamu chakanzi “Zvatingaita,” ratidzai vateereri vhidhiyo yeChirangaridzo. Kurudzirai vose kuti vashande nesimba pamushandirapamwe uyu uye vadzokere kune vanenge vafarira. Ivai nemuenzaniso.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 9 ¶14-24 uye kudzokorora chitsauko chacho (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 147 Nemunyengetero