Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | NEHEMIYA 12-13

Zvidzidzo Zviri Mubhuku raNehemiya

Zvidzidzo Zviri Mubhuku raNehemiya

Nehemiya akashingairira kuti kunamata kwechokwadi kurambe kuripo

13:4-9, 15-21, 23-27

  • Mupristi Mukuru Eriyashibhi akabvumira Tobhiya uyo ainge asingatendi uye aipikisa vaIsraeri kuti amukanganise

  • Eriyashibhi akapa Tobhiya nzvimbo muimba yekudyira yetemberi

  • Nehemiya akakanda panze midziyo yose yaTobhiya, akachenesa imba yacho, akaita kuti itangezve kushandiswa maererano nezvayakagadzirirwa

  • Nehemiya akaramba achibvisa zvinhu zvose zvisina kuchena muJerusarema