Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

February 29–March 6

ESTERI 1-5

February 29–March 6
  • Rwiyo 86 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Ipa saimba bhurocha raTeerera Mwari. Siya pekutangira kuitira paunozodzokera.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Dzokera kunoona munhu wawakapa bhurocha raTeerera Mwari, wokurukura naye peji 2-3. Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) Itisa chidzidzo cheBhaibheri uchishandisa peji 4-5 yebhurocha raTeerera Mwari Urarame Nokusingaperi. Munhu waunenge uchidzidza naye uyu wakambomusiyira bhurocha raTeerera Mwari pawakaonana naye kekutanga. (km 7/12 2-3 ¶4)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 71

  • Zvomuungano yenyu: (10 min.)

  • Uri Kubatsirwa Zvakadini Nemaitirwo Matsva Emusangano Uno Pamwe Chete nePurogiramu Yezvokuita Uye Zvichadzidzwa?: (5 min.) Kukurukurirana. Kumbirai vateereri kuti vataure kubatsirwa kwavari kuitwa nemusangano uno mutsva. Munhu ngaataure kubatsirwa kwaari kuitwa iye pachake. Kurudzirai vose kuti vanyatsogadzirira kuti vanyatsobatsirwa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 10 ¶1-11, uye bhokisi rakanzi “Nguva Yekusanaya Kwemvura Muzuva raEriya Yakanga Yakareba Sei?” (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 149 Nemunyengetero