Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

February 8-14

NEHEMIYA 5-8

February 8-14
  • Rwiyo 123 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Ipa saimba Mukai! ichangobuda uchishandisa nyaya iri pakavha. Siya pekutangira kuitira paunozodzokera.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Dzokera kunoona munhu akafarira nyaya iri pakavha yeMukai! Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) Itisa chidzidzo cheBhaibheri. (bh 28-29 ¶4-5)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 62

  • Uri ‘Kutsvaka Kuva Mutariri’ Here?: (15 min.) Hurukuro inopiwa nemukuru kubva muNharireyomurindi yaSeptember 15, 2014, peji 3-6. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Brothers—Reach Out for a Fine Work (Hama, Vavarirai Kuita Basa Rakanaka!) yakabuda paJW Broadcasting yaDecember 2015. Simbisai kuti zvikonzero zvipi zvakanaka zvavanofanira kuva nazvo pakuvavarira kuita basa rakanaka uye tsanangurai kuti vangazviita sei. Kurudzirai hama nemutsa kuti dzivavarire kuva vashumiri vanoshumira uye vakuru.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 8 ¶17-27 uye kudzokorora chitsauko chacho (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 125 Nemunyengetero