February 13- 19
ISAYA 52-57
Rwiyo 148 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Kristu Akatambudzikira Isu”: (10 min.)
Isa 53:3-5
—Akazvidzwa, uye akapwanywa nokuda kwezvivi zvedu (w09 1/15 26 ¶3-5) Isa 53:7, 8
—Akazvipira kutifira (w09 1/15 27 ¶10) Isa 53:11, 12
—Tinogona kunzi takarurama nekufirwa kwatakaitwa naJesu (w09 1/15 28 ¶13)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Isa 54:1
—“Mukadzi ngomwa” anotaurwa muuprofita uhwu ndiani, uye “vanakomana” vake ndivanaani? (w06 3/15 11 ¶2) Isa 57:15
—Zvinorevei kuti Jehovha ‘anogara nevakadzvinyirirwa uye vanozvininipisa’? (w05 10/15 26 ¶3) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 57:1-11
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) bh 12 ¶14
—Siya pekuzotangira. Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) bh 12-14 ¶14-15
—Siya pekuzotangira. Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 15 ¶16-17
—Kana zvichiita, baba ngavadzidzise mwanasikana kana kuti mwanakomana wavo wechidiki.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 110
“Batsirai Vana Venyu Kuti Vanyatsotenda Kuti Musiki Ariko”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Zvinotaurwa Nevezera Rako
—Kutenda Kuti Mwari Ariko. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 8 ¶8-13 uye chati yakanzi “Nhamba Dzemabhuku Akaparadzirwa Kupfuura Mamwe Ose Panyika”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 107 Nemunyengetero