February 20- 26
ISAYA 58-62
Rwiyo 142 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Zivisa Gore Rokufarirwa naJehovha”: (10 min.)
Isa 61:1, 2
—Jesu akazodzwa kuti ‘azivise gore rokufarirwa naJehovha’ (ip-2 322 ¶4) Isa 61:3, 4
—Jehovha anoita kuti “miti mikuru yokururama” itsigire basa rake (ip-2 326-327 ¶13-15) Isa 61:5, 6
—‘Vanhu vokune imwe nyika’ vanoshanda pamwe chete ‘nevapristi vaJehovha’ pabasa guru rokuparidza (w12 12/15 25 ¶5-6)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Isa 60:17
—Jehovha ari kuzadzisa sei vimbiso iyi mumazuva ano ekupedzisira? (w15 7/15 9-10 ¶14-17) Isa 61:8, 9
—Chii chinonzi “sungano inogara nokusingagumi,” uye “vana” ndivanaani? (w07 1/15 11 ¶5) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 62:1-12
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yeg17.1
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yeg17.1
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 16 ¶19
—Kana zvichiita, amai ngavadzidzise mwanasikana wavo mudiki.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 47
Shandisa Mavhidhiyo Muushumiri: (6 min.) Hurukuro. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Umambo hwaMwari Chii? Pazvinhu zvatichapa vanhu muna March naApril, kurudzirai vose kushandisa vhidhiyo iyi pavanoona munhu kekutanga kana kuti pavanodzokera.
“Usapambadza Mabhuku”: (9 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kuendesa Mabhuku Anotsanangura Bhaibheri Kwakasiyana-siyana muCongo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 8 ¶14-18 uye mabhokisi akanzi “Kuita Kuti Basa Rokushandura Bhaibheri Rikurumidze Kufamba” uye “Unonyatsotenda muUmambo Here?”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 114 Nemunyengetero