February 27– March 5
ISAYA 63-66
Rwiyo 19 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Matenga Matsva Nenyika Itsva Zvichaita Kuti Tifare”: (10 min.)
Isa 65:17
—“Zvinhu zvekare hazvizoyeukwi” (ip-2 383 ¶23) Isa 65:18, 19
—Pachava nemufaro mukuru (ip-2 384 ¶25) Isa 65:21-23
—Upenyu huchange huchinakidza, uye pasisina chekutya (w12 9/15 9 ¶4-5)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Isa 63:5
—Hasha dzaMwari dzinomutsigira sei? (w07 1/15 11 ¶6) Isa 64:8
—Jehovha anoshandisa sei simba rake seMuumbi wedu? (w13 6/15 25 ¶3-5) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 63:1-10
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) VaE 5:33
—Dzidzisa Chokwadi. Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) 1Ti 5:8; Tit 2:4, 5
—Dzidzisa Chokwadi. Hurukuro: (6 min. zvichidzika) Isa 66:23; w06 11/1 30-31 ¶14-17
—Musoro: Kugara Tichiungana Kuti Tinamate Jehovha
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 129
“Farai Patariro Yenyu” (Isa 65:17, 18; VaR 12:12): (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Farai Patariro.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 9 ¶1-9 uye chati yakanzi “Kuwedzera Kwomunyika Yose”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 95 Nemunyengetero