February 6-12
ISAYA 47-51
Rwiyo 120 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Kuteerera Jehovha Kunoita Kuti Tikomborerwe”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Isa 49:6
—Sei Mesiya achinzi “chiedza chemamwe marudzi,” asi iye akangoparidzira vaIsraeri chete? (w07 1/15 9 ¶8) Isa 50:1
—Nei Jehovha akabvunza vaIsraeri kuti: ‘Riripi gwaro rokuramba amai venyu?’ (it-1-E 643 ¶4-5) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 51:12-23
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira imwe neimwe, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Mumwedzi waFebruary, vaparidzi vanogona kupa vanhu bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 89
Zvomuungano Yenyu: (7 min.) Kana muchida, munogona kukurukura nevateereri zvidzidzo zviri muBhuku Regore. (yb16 144-145)
Iva Shamwari yaJehovha
—Teerera Jehovha: (8 min.) Kukurukurirana. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi Iva Shamwari yaJehovha —Teerera Jehovha. Kana mapedza, kurukurai mibvunzo inotevera: Ndechipi chikonzero chikuru chekuti titeerere Jehovha? (Zvi 27:11) Vana vangaitei kuti varatidze kuti vanoteerera Jehovha? Vanhu vakuru vangaitei kuti varatidze kuti vanoteerera Jehovha? Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 8 ¶1-7 uye bhokisi rakanzi “Mashoko Akanaka Mumitauro Inopfuura 670”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 98 Nemunyengetero