Zvapupu zvichiparidza kuCambodia

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU February 2018

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo dzinopindura mibvunzo yekuti: Bhaibheri richiri kushanda here? Rinopindirana nesainzi here? Zvarinotaura zvinobatsira here?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Mufananidzo Wegorosi Nemasora

Jesu ari kutaura nezvei mumufananidzo wegorosi nemasora? Ndiani mudyari, muvengi uye vakohwi?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Mifananidzo yeUmambo Uye Zvainoreva

Jesu akashandisa mifananidzo iri nyore kudzidzisa chokwadi chakadzama. Tinodzidzei kubva pana Mateu chitsauko 13?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Kupa Vakawanda Zvekudya Pachishandiswa Vashoma

Jesu akaudza vadzidzi vake kuti vape mapoka evanhu zvekudya, kunyange zvazvo vaiva nezvingwa zvishanu nehove mbiri chete. Zvii zvakazoitika uye zvinotidzidzisei?

KURARAMA KWECHIKRISTU

“Kudza Baba Vako Naamai Vako”

Jesu akadzokororazve mutemo wekuti “kudza baba vako naamai vako.” Kana vabereki vedu vachembera tinofanira kuramba tichivakudza here?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Une Mafungiro Aani?

Tinofanira kuitei kuti titungamirirwe nemafungiro aMwari kwete aSatani? Jesu akataura zvinhu zvitatu zvinotibatsira.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kushandisa Mibvunzo Zvinobudirira

Jesu aishandisa mibvunzo zvinobudirira paaidzidzisa. Tingamutevedzerawo sei patinenge tiri muushumiri?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Usazvigumbura Kana Kugumbura Vamwe

Jesu akashandisa mifananidzo kuti adzidzise kuti kugumburwa kana kugumbura vamwe inyaya yakakura. Chii chinogona kukugumbura?