Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

February 12-18

MATEU 14-15

February 12-18
  • Rwiyo 93 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Kupa Vakawanda Zvekudya Pachishandiswa Vashoma”: (10 min.)

    • Mt 14:16, 17—Vadzidzi vakanga vachingova nezvingwa zvishanu nehove mbiri (w13 7/15 15 ¶2)

    • Mt 14:18, 19—Jesu akapa zviuru zvevanhu zvekudya achishandisa vadzidzi vake (w13 7/15 15 ¶3)

    • Mt 14:20, 21—Chishamiso chaJesu chakaita kuti zviuru zvevanhu zvigute (“vakadzi nevana vaduku vasingabatanidzwi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 14:21, nwtsty; w13 7/15 15 ¶1)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mt 15:7-9—Nei tisingafaniri kuva vanyengeri? (“vanyengeri” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 15:7, nwtsty)

    • Mt 15:26—Jesu anogona kunge airevei paakati “imbwa duku”? (“vana . . . imbwa duku” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 15:26, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 15:1-20

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho, mokurukura zvirimo.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w15 9/15 16-17 ¶14-17—Musoro: Ramba Wakatarira Jesu Kuti Usimbise Kutenda Kwako.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 135

  • Iva Shamwari yaJehovha—Kutsvaga Shamwari: (7 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo iyi. Kana yapera, kumbirai vana vamakatosarudza kuti vauye kuchikuva, movabvunza kuti: Nei uchifanira kutsvaga shamwari dzinoda Jehovha? Zvii zvaunogona kudzidza kushamwari idzodzo?

  • Kudza Baba Vako Naamai Vako”: (8 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Ndingataura Sei Nevabereki Vangu?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 8

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 148 Nemunyengetero